top of page

Chivhuno .....

Chinobatsira pane izvi

Munhu asungwa kucourt

Kumabasa

Business

Kumunhu akakuvenga

Pamusika kana mushop

Washanyira munhu akaipa

Chivhuno chinoshandiswa zvichienderana kuti ukuda kushandisa panhau ipi...

Sevaya vanoita zvekutengesa ...unoona pashop kana musika ahusi kutengwa vepa next pake zviri kutengwa umwe anokuisira mhingaidzo kuti vatengi vasauye pauri zvino unotora chivhuno kuvhuna izvozvo zvopedzwa ..chivhuno pabasa rachona rakati kurei pasimba kudarika chifumuro

Munhu ukaushandisa chivhuno uchienda kinotongwa kudare redzimhosva unochishandisa kugeza nacho nekuzora woenda kusvika nekuvhuna mutongi wotonzi hapana nyaya

Mabasa Acho anosiyana siyana zvichida kuti ukuda kushandisa panhunha ipi

Chivhuno - For court cases

£9.99 Regular Price
£5.00Sale Price
Quantity
    zfoods.png

    Get in touch with us: info@zimfoods.co.uk  Whatsapp us: +447424179354

    © 2020 by Zim Foods 

    • Whatsapp
    • Instagram
    • Facebook
    visa-logo-png-transparent.png
    clearpay.png
    MasterCard_early_1990s_logo.svg.png
    btf.png
    1280px-Klarna_Payment_Badge.svg_.png
    bottom of page